SERMON TOPIC: CHIDZIDZISO CHE RUBHABHATIDZO
BY: Gavin Paynter ON: 16 June 2015
Sermon synopsis: Vaefeso 4:4-5 “Pano muviri mumwe noMweya mumwe, sezvo makadanirwa kutariro imwe chete pamakadanwa, 5Ishe mumwe, kutenda kumwe, rubhabhatidzo rumwe;
Mateo 28:19 Naizvozvo endai mudzidzise.....
SERMON TOPIC: KUTENDEUKA KUBVA KUMA BASA AKAIPA (Repentance)
BY: Steve Maritz ON: 26 August 2014
Sermon synopsis: Chii chinonzii “Kutendeuka?”
Kushandura mafungiro,
2 Vakorinde 7:9,10 asi zvino ndinofara, kwete nokuti makachema, asi nokuti kusuwa kwenyu kwakaita kuti mutendeuke. Nokuti makava nokusuwa.....
SERMON TOPIC: How to become a Christian (SHONA)
BY: Gavin Paynter ON: 25 May 2014
Sermon synopsis: Ungave mutendi sei kuzvarwa patsva.
MUNYORI: GAVIN PAYNTER
MUPATSANURI: BEAUTY CHANGWENA